Friday 23 September 2016

Z104

😂Regai Timboseka nhasi😂😂😂😂
Panga panemuwe murume🚶anga akadhakwa akati regai ndimbopinda mu FAMAS 🏥ndokuti nhai mungaitewo macodom here paside pake panga panaamai 🙎vakashamisika ndokuti kunemurume nhai Mukuwasha mashayawo here word rakarerukawo here chidhakwa chiya 🚶chakavhura zipi ndokuisa chnhu chake pachena zvikanzi nhai mungaitewo hembe inokwana mwana uyu 🙍
👆👆👆👆 😂😂😂😂😂😂😂😀😃😄😅😆

0 comments:

Post a Comment